Pular para o conteúdo
Publicidade

Lucas 23

Jesu Anorovehwa Pamuchinjikwa

26 Pavanga vachienda naye, vadobata murume waiitiwa Simoni woKhurini, wanga achipinda achibva kumusha, ndokumutakudza muchinjikwa ari mumasure maJesu.

Veja também