Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 23

40 Asi mabiyake adomudzuma, achiti, "Hauche Mwari nai, zvauri pakutongehwa mutongo mubodzi? 41 Isisu zvidokodzera, ndava tiri kutambira mubairo udofanira zviito zvedu, asi murume uyu haanai kuita chidoipa." 42 Adobva wati, "Jesu mundirangarire kana mopinda muumambo hwenyu." 43 Adoti kwaari, "Chokwadi ndinoti kwauri, nasi uchava nainini muParadhaisi."

Veja também