Jesu Anokwira Kudenga
50 Ipopo adovatungamira kunze papfupi noBhetani, adosumudza maoko yache ndokuvaropafadza. 51 Paanga achivaropafadza, adopararana navo, ndokutohwa kuenda kudenga.

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.