Madziteteguru yaJesu
23 Jesu paadothanga ushumiri hwache, wanga wava nomakore yanenge makumi matatu, pakufungidzihwa ari mwanakomana waJosefa, mwanakomana waHeri, 38 mwanakomana waInosi, mwanakomana waSeti, mwanakomana waAdhamu, mwanakomana waMwari.