2 novamwe vakadzi vadosununguhwa kumweya idoipa nohodza, Mariya Magadharina, adobiritsiwa mashave manomwe, 3 naJoana mukadzi waChuza, mutariri waHerudhe, naSuzana novamwewo vazinji vaivapasa zvavaiwana kubva pakubata kwavo.