Pular para o conteúdo
Publicidade

Lucas 9

27 Ndinokuudzai chokwadi kuti varipo vadomira pano vasingadzoraidza ipfa vasati vaona umambo hwaMwari."

Kubhwinya kwaJesu

28 Kwapera mazuva yanenge masere yokunyaihwa kwozvakarezvi adotora Pita, naJohwani naJakobho, achikwira mugomo konamata. 29 Paanga wakunamata chiso chache chidosanduka, hembe dzache dzidochena zvokuyetima kunge kupenya kwokambarivari. 30 Zvino varume vairi, Mozisi naEriya vadooneka vachinyaira naye, futi vanga vanokubhwinya kukuru. 31 Vadonyaira pamusoro pokuenda kwache kwaaidzozazisa kuJerusarema.

Veja também