Pular para o conteúdo
Publicidade

Zvidozuruhwa 13

16 Chinosukumidza vese vadiki novakuru, vapfumi novarombo, vadosununguka novaranda, kuti vaisiwe chidzvanga pajanja roruji kana pahuma dzavo, 17 zvokuti hapanai munhu anotenga kana kutengesa kusiya kwokunge adoisiwa chidzvanga, rinova zita rochirombo kana chiverengo chozita rachene.

18 Zvakarezvi zvinoda uchenjeri. Anonzvitsitsa mbaaverenge chiverengo chochirombo, nokuti chiverengo chochirombo nyhiverengo chomunhu. Chiverengo chacho nyhokuti mazana matanhatu nomakumi matanhatu notanhatu.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também