Pular para o conteúdo
Publicidade

Zvidozuruhwa 19

1 Mumasure mozvakarezvi ndidonzva izvi rinoruzha kudenga ridoita kunge rogurusvusvu, richidaidzira richiti, "Hareruya! Ruponiso nokubhwinya nosimba nzvaMwari wedu, 2 nokuti kutonga kwache ndokwochokwadi futi kudorurama! Adotonga hure rikuru ridoodza nyika nouhure hwarene. Mwari adotsiidza gazi rovaranda vache pajanja rarene." 3 Ipopo vadohwiridza pakamu vachiti, "Hareruya! Utsi hwarene hunokwira kumusoro nokusingaperepere!"

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também