Publicidade

Apocalipse 21

2 Ndidoona guta ritsvene, Jerusarema ritsva, richiburuka pasi kubva kudenga kuna Mwari, ridogadzirihwa kunge muroora adoshongedzehwa murume wache. 3 Ipopo ndidonzva izvi rinoruzha ridobva pamupando woushe richiti, "Nangarai, ugaro hwaMwari huri pakati povanhu. Achagara navo, ivo vachava vanhu vache, Mwari pachake achava navo, wova Mwari wavo. 4 Achapisika misodzi yese pamatama yavo, hapachinai ipfa kana kurira kana mhere kana kudzimbiwa nokuti zvinhu zvokare zvapfuura."

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_12-11-46-