8 Inipano Johwani ndini ndidonzva nokuona zvinhu zvakarezvi. Zvino pandidonzva nokuzviona, ndidohwarara kuti ndinamate pamberi potsoka dzongirozi idondinangidza zvakarezvi. 9 Asi idoti kwandiri, "Reka kudaro! Ndiri muranda pabodzi naiwepa nohama dzako vaporofiti, novanochengeta mashoko yobhuku rakareri. Namata Mwari."
Publicidade
Zvidozuruhwa 22
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.