16 Havachakomoka nonzara, kana kupfa nonyota, zuva harichavapisa kana kupisiwa nokumwe kupisa, 17 nokuti Hwayana riri pakati pomupando woushe richava nyakabusa wavo, richavatungamirira kutusipiti tomvura ipenyu, Mwari achapisika misodzi yese pameso yavo.
Publicidade