Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 1

13 Asi ngirozi idoti kwaari, "Reka kucha, Zakariya, ndava munamato wako wanzvika, futi mukadzi wako Erizabheti achakuberekera mwana mukomana, iwepa womutenza zita rokuti Johwani. 14 Futi uchava nomufaro nokukondwa, novazinji vachafara pakuzvahwa kwache.

Veja também