Pular para o conteúdo
Publicidade

Ruka 1

28 Ngirozi idouya kwaari ndokuti, "Mufaro kwauri, iwe waitihwa mutsa, Ishe anewe!"

29 Asi Mariya adonetseka maninge nokunyaira kwakareko, futi adofunga mupfungwa dzache kuti yangave mamoresero hwai yadodaro. 30 Ngirozi idoti kwaari, "Reka kucha, Mariya, ndava waitihwa mutsa naMwari. 31 Saka chiona kuti, uchava nopamuviri wopona mwana mukomana, wauchatenza zita rokuti Jesu.

Veja também