Pular para o conteúdo
Publicidade

Lucas 1

30 Ngirozi idoti kwaari, "Reka kucha, Mariya, ndava waitihwa mutsa naMwari. 31 Saka chiona kuti, uchava nopamuviri wopona mwana mukomana, wauchatenza zita rokuti Jesu. 32 Achava mukuru, futi achadaidziwa kuti Mwanakomana woWokumusorosoro, futi Ishe Mwari vachamupasa mupando wokutonga wababa vache Dhavhiti, 33 futi achava Mambo muimba yaJakobho nokusingapere, noumambo hwache hunopfurukaba."

Veja também