34 Asi Mariya adoti kungirozi, "Anga zvakarezvi zvinoitika tini, sezvo inipano ndisinai murume?"
35 Ngirozi idoti kwaari, "Mweya Mutsvene achauya pauri, nomasimba yoWokumusorosoro yachakufukidza, saka mwana achazvahwa achaitiwa mutsvene, Mwanakomana waMwari.