Kunangidziwa kwaKhirisitu kuna Johwani
9 Inipano Johwani, hama yenyu muna Jesu mukovani pabodzi naimipa pakutambudzika nomuumambo nomukutsungirira, ndanga ndiri pachitsuwa chinoitiwa Patimosi nokuda kwoshoko raMwari uye noupfakazi hwaJesu.