17 Ipopo Ananiyasi adobirika ndokuenda achibva wapinda mumba, adoturika manja pamusoro paSauro ndokuti, "Hama Sauro, Ishe Jesu, adozviratidza kwauri munzira yaudouya nayo, wandituma kuti udzotsehwe kuona kwako futi kuti uzaziwe naMweya Mutsvene."
Publicidade