Pular para o conteúdo
Publicidade

Atos 16

MuTorongo paFiripi

16 Zvino pataienda panzvimbo yokunamatira, tidosangana nomuranda wochisikana wanga ano mweya wosvikiro, waiwanisa atenzi vache mari izinji nokuwombeza kwache. 17 Iye adotevera Phauro naisisu, achidaidzira achiti, "Varume vakareva varanda vaMwari Wokumusorosoro, vanokuparidzirai nzira yoruponiso." 18 Adoita zvakarezvo mazuva mazinji. Zvino Phauro adosemburiwa nazvo, ndokubva wachungunuka achiti kumweya, "Ndinokuraira muzita raJesu Khirisitu kuti ubirike maari." Udobirikirafuti nonguwa yakareyo.

Veja também