Vana vaSikevha
11 Mwari adoita zvinoshamisa zvidotsarukana nomanja yaPhauro, 12 zvokutoti biza kana jira zvaitohwa kubva pamuviri wache kuendesewa kuvahwere, matenda yaibirika kwavari uye mweya idoipa idobirika kwavari.