3 Pakarepo Pita adoti, "Ananiyasi, Sathani wazazireiko mwoyo wako kuti ubhwodokere Mweya Mutsvene, nokuzvikamurira imwe mari kubva pamutengo womunda? 4 Pawanga usinati watengesewa, wanga usiri wako chere? Wabva kutengesewa mariyo njakoba, waita tiniko kufunga kuita chinhu chidodaichi mumwoyo mako? Manje haunai kubhwodokera vanhu, asi Mwari."
Publicidade
Mabasa yoNhumwa 5
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.