Pular para o conteúdo
Publicidade

Atos 8

32 Zvino ndima yogwaro raanga achiverenga njiyi,

"Sehwai rinoisiwa kumubai

kana hwayana risingarire pamberi pomugeri warene, adonyarara,

haanai kushamisa muromo wache.

33 Pakuzvidziwa kwache, kururamisihwa adokurambihwa.

Mbani angatsanangure rudzi rache?

Ndava upenyu hwache hunobisiwa panyika."

34 Muranda adoti kunaFiripi, "Ndinokumbirawo kuziva, mbani ari kurehwa nomuporofiti, ari kuzvireva chere kana kuti ari kureva umwewo?" 35 Ipopo Firipi adothanga pagwaro rakareri ndokumuparidzira nyaya idonaka yaJesu.

Veja também