Pular para o conteúdo
Publicidade

Atos 8

36 Manje pavanga vachitekaira daro nonzira vadosvika panga pano mvura, muranda waKhandasi adoti, "Ona, mvura iri pano! Chiiko chinganditadzise kuombekewa?"

37 Zvino Firipi adomuti, "Kana uchitenda nomwoyo wake wese, zvinoita kuti uwombekewe." Zvino iye adopindura achiti, "Ndinotenda kuti Jesu Khirisitu ndiye mwanakomana waMwari." 38 Firipi adoraira kuti ngoro imisiwe, zvino vese vadopinda mumvura, Firipi ndokuombeka muranda. 39 Zvino vadoti vachibirika mumvura, Mweya waIshe udobvuta Firipi, muranda haanai kudzomuona pakamu, iye adotekaira hwendo hwache achifara.

Veja também