Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateus 10

2 Mazita yonhumwa gumi novairi njaya, wokuthanga ndiSimoni anoitiwa Pita naAndireya waiva mukoma nomunin’ina naye, naJakobho waiva mukoma nomunin’inaina naJohwani, vaiva vanakomana vaZebhedhiya, 3 naFiripi naBhatoromiyu, naTomasi naMateo muteresi, naJakobho mwanakomana waArifiyasi, naThedhiyasi, 4 naSimoni woushingi, naJudhasi Sikariyoti, adodzomupandukira.

Veja também