Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 21

15 Asi vaphirisita vakuru novadzidzisi vomurairo pavadoona zvinhu zvinoshamisa zvaaiita, novana vachidaidzira mukati moimba yaMwari, "Hozana kuMwanakomana waDhavhiti!" vadosemburiwa, 16 vadobva vati kwaari, "Muri kunzva chere zviri kunyairiwa novana vakareva?"

Jesu adoti kwavari, "Inde, hamunai kuverenga nai, Kubva mumiromo yovana novanomwa mudobirika rumbidzo idokwana?"

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também