Pular para o conteúdo
Publicidade

Mateo 24

Hapanai Anoziva Zuva noNguwa

36 Asi kana riri zuva kana awa iyoyo, hapanai anoziva, kana nongirozi dzokudenga, kana Mwanakomana, asi Baba vega. 37 Sezvazvanga zvidoita pamazuva yaNowa, ndizvo zvazvichaita pakuuya kwoMwanakomana woMunhu. 38 Ndava sepamazuva yakareyo kusati kwava nomurove, vaija vachimwa, vairoora nokuroorewa, kusvikira zuva Nowa raadopinda mungarava, 39 havanai kuziva kusvikira mafashamu yauya yachibva yavakukura vese, zvakarezvo ndizvo zvichaita kuuya kwoMwanakomana woMunhu.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também