Publicidade

Mateus 5

23 Saka kana uchipereka chipo chako paatari, ukayeuka kuti hama yako ino chinhu chaidotsvatsvanira naiwewe, 24 siya chipo chako paataripo, uende kothanga wayanana nohama yako, wodzouya wopereka chipo chako.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-