47 "Kuno munhu chere angarambidze mvura kuti vanhu vakareva vatambira Mweya Mutsvene kunge isisu vareke kuombekewa?" 48 Zvino adovaraira kuti vaombekewe muzita raJesu Khirisitu. Ipopo vadomukumbira kuti ambogara navo kwomazuva mashoma.