2 Pavanga vachinamata Ishe, nokutsanya, Mweya Mutsvene adoti, "Ndisarudzirei Bhanabhasi naSauro kubasa randidovadaidzira."
3 Zvino mumasure mukutsanya nokunamata vadovaturika manja pamusoro ndokuvaendesa.