Pular para o conteúdo
Publicidade

Atos 13

38 Nokudaro hama dzangu, ndinoda kuti muzive, kuti kuburikidza nomurume wakareyu kurekerehwa kwozvitema kunoparidziwa kwamuri. 39 Kuburikidza naye umwe noumwe anotenda, anosununguhwa kubva pazvivi zvese kururamisiwa kwamanga musingakwanise kuwana pasi pomutemo waMozisi.

Veja também