Pular para o conteúdo
Publicidade

Atos 16

Timoti Anoenda pabodzi naPhauro naSairasi

1 Adosvikawo paDhebhe nopaRisitira. Mudzidzi wanga ari pakarepo, waiitiwa Timoti, mwanakomana womukadzi muJudha wanga ari mutendi, asi baba vache vaiva muGiriki. 3 Phauro waida kuenda naTimoti, saka adomutora ndokumuchecheudza nokuda kwovaJudha vanga vari kunzvimbo dzakaredzo, ndava vese vaizviziva kuti baba vache vaiva muGiriki.

Veja também