14 Umwe adotinzva wanga ari mukadzi waiitiwa Rudhiya, waibva muguta roTiyatira, mutengesi womachira yadotsvukuruka, wanga ari munamati waMwari. Ishe vadovhura mwoyo wache kuti anzve zvainyaihwa naPhauro. 15 Paadoombekewa, iye novoimba yache, adotikumbira achiti, "Kana maona ndidotendeka kuna Ishe, uyai kumba kwangu mugare." Uye adotipenzverera.
Publicidade
Mabasa yoNhumwa 16
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.