Chiratidzo chaPhauro muThiroasi
6 Vadopinda nomumatunhu yoFirigiya noGaratiya, vabva kurambidziwa naMweya Mutsvene kunyaira shoko paEzhiya. 7 Zvino pavadosvika padonangarana noMizhiya, vadoedza kupinda muBhitiniya, asi Mweya waJesu haunai kuvabvumidza.