2 Zvino Phauro adopinda mukati setsika yache, uye kwomasondo matatu adopikisana navo kubva mumagwaro, 3 achitsanangura nokuratidza kuti zvanga zvidokodzera kuti Khirisitu atambudzike nokumuka kuvadopfa, achiti, "Jesu wakareyu, wandinokuparidzirai, ndiye Khirisitu."
Publicidade
Mabasa yoNhumwa 17
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.