Publicidade

Atos 2

22 Hama vaIzirairi, tetekerai mashoko yakareya, Jesu woNazareta, murume adoisiwa kwamuri naMwari nomabasa yosimba nozvishamiso nozviratidzo zvidoitiwa naMwari kuburikidza naye pakati penyu, sezvamunozviziva imipa pachenyu, 23 Murume wakareyu Jesu, adoisiwa kwamuri maererano nourongwa chaihwo hwaMwari nokuziva kwache zviri kumberi, imipa mudomurovera pamuchinjikwa ndokumubaya kuburikidza nomanja yovanhu vadoipa. 24 Asi Mwari adomumutsa, kubva kuvadopfa achimusunungura kubva kumahwadzo yoipfa, nokuti zvaikonekaba kuti ipfayo irambe idomubata.

Veja também

Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-07-05_19-25-13-