Pular para o conteúdo
Publicidade

Atos 2

23 Murume wakareyu Jesu, adoisiwa kwamuri maererano nourongwa chaihwo hwaMwari nokuziva kwache zviri kumberi, imipa mudomurovera pamuchinjikwa ndokumubaya kuburikidza nomanja yovanhu vadoipa. 24 Asi Mwari adomumutsa, kubva kuvadopfa achimusunungura kubva kumahwadzo yoipfa, nokuti zvaikonekaba kuti ipfayo irambe idomubata.

Veja também