3 Uye vadoona marimi yanenge yomoto, yachiparadzana nokuvhoda pamusoro poumwe noumwe wavo. 4 Vese vadozaziwa naMweya Mutsvene ndokuthanga kunyaira noimwe mitauro, sekupasiwa kwavadoitiwa naMweya.