28 Zvichenjererei noboka rese, ramudoitiwa vatariri varene naMweya Mutsvene, kuti murise Kherekhe yaMwari yaadowana nogazi romwanakomana wache.