Kubvakacha kwokupedzisira kwaPhauro paTiroasi
7 Zvino nomusi wokuthanga kwosondo, patidoungana pabodzi kuti timepfure mazingwa, Phauro adotaura kwavari, achida kudzoenda mangwanachimuka. Adopindiridza kunyaira kwache kusvika pakati pousiku.