22 Kusvika pazuva ranasi ndanga ndichiwana kubatsira kunobva kunaMwari, saka ndinomira pano ndichipupura kuno vese vadiki novakuru, ndisinganyaire chinhu asi zvidonyaihwa novaporofiti naMozisi kuti zvichaitika, 23 kuti Khirisitu waidzotambudzika, uye nokudzova wokuthanga pakumuka kuvadopfa, waidzoparidzira chiedza kuvanhu vache nokuyamwe marudzi."
Publicidade
Mabasa yoNhumwa 26
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.