Vabatsiri Vanomwe
1 Zvino nomazuva yakareyo vadzidzi pavanga vawanditsa, vaGiriki, vadonyunyutira vaHebheru ndava chirikadzi dzavo dzanga dzichitharukiwa pakukovehwa zvokuja kwaiitiwa zuva rimwe norimwe.
6 Vakareva vadovaisa pamberi ponhumwa, ivo vadonamata nokuturika manja pamusoro pavo.