Pular para o conteúdo
Publicidade

Atos 7

42 Zvino Mwari adovapira gotsi ndokuvasiya daipo kuti vanamate zuva, mwedzi nonyenyedzi, sekunyohwa kwazvidoitiwa mubhuku rovaporofiti zvichinzi,

Hamunai kundivigira zvipiriso nozvibairo,

makore makumi manai musango,

vana vaIzirairi.

43 Mudosumudza dumba rokukumanira raMoroki,

nonyenyedzi yamwari wenyu Refani,

zvimifananidzo zvamudoita kuti muzvinamate,

uye ndichakutamisai kumberi kwoBhabhironi.

Veja também