Pular para o conteúdo
Publicidade

Atos 7

51 "Imipa vanhu vomitsipa mikukutu musinai kuchecheudziwa mwoyo nonzeve, munogara muchisvanika Mweya Mutsvene, kunge madzibaba venyu ndomwenze naimipa kamu. 52 Mbani pakati povaporofiti asinai kutambudziwa nomadzibaba venyu? Vadovabaya ivo vaiparidza kuuya kwoAdorurama, Iye wamudopandukira nokubaya.

Veja também