55 Asi Sitefani adozara naMweya Mutsvene, adonangaritsa kudenga, akaona kuyetima kwaMwari, naJesu adomira kujanja roruji raMwari, 56 adoti, "Onai, ndinoona denga razuruka, noMwanakomana womunhu adomira kujanja roruji raMwari."