Pular para o conteúdo
Publicidade

Atos 7

59 Pavanga vachimutema nomatombo Sitefani, adonamata achiti, "Ishe Jesu tambirai mweya wangu." 60 Adopfugama, ndokunamata kamu noizvi rikuru achiti, "Ishe, rekai kuvapasa murandu wochitema chakarechi." Adoti wanyaira zvakarezvi adobva wapfa.

Veja também