1 Sauro wanga achibvumirana nokubaiwa kwache.
Sauro Anotambudza Kherekhe
Zvino pazuva rakarero kutambudziwa kukuru kwokherekhe muJerusarema kudomuka, vadopwamwadziwa vese vachienda mumatunhu yese yoJudhiya noSamariya, ndokundosara nhumwa.