Pular para o conteúdo
Publicidade

Mabasa yoNhumwa 8

30 Saka Firipi adomhanyira kungoro ndokumunzva murume uye achiverenga muporofiti Isaya. Firipi adomubvunza achiti, "Ko uri kunzvitsitsa chere zvauri kuverengazvo?"

31 Iye adoti adoti kuna Firipi, "Anga ndinganzvitsitse tini pasinai anondirairira?" Saka adobva wakoka Firipi kuti akwire agare naye. 32 Zvino ndima yogwaro raanga achiverenga njiyi,

"Sehwai rinoisiwa kumubai

kana hwayana risingarire pamberi pomugeri warene, adonyarara,

haanai kushamisa muromo wache.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também