Pular para o conteúdo
Publicidade

Mabasa yoNhumwa 9

3 Zvino adoti watova papfupi noDhamasiko, kabodzi nokabodzi chiedza chidobva kudenga chidomutoya kumativi yese. 4 Uye adowira pasi, ndokunzva dzinga richiti kwaari, "Sauro, Sauro unonditambudzireiko?"

Veja também