19 Manje murume wache Josefa, semunhu wanga adorurama haanai kuda kumunyadzisa, adofunga kumuramba kabisira. 20 Asi achiri kufunga zvakarezvo, ngirozi yaIshe idobva yazviratidza kwaari pakurota ichiti, "Josefa mwanakomana waDhavhiti, reka kucha kutora Mariya kuti ave mukadzi wako, ndava mimba yaanayo njoMweya Mutsvene.