18 muchangwuvihwa kuvatongi nomadzimambo nokuda kwangu, kuti mupfakaze pamberi povasiri vaJudha. 19 Kana vachikuperekai kuvatongi, regai kunetseka kuti muchataura tini kana kuti muchati chii, ndava zvamuchanyaira muchazvipasiwa panguwa yakareyo.
Publicidade