Uyai Kwandiri Muzorore
25 Panguwa yakareyo Jesu adotaura, "Ndinokutendai Baba, Ishe wokudenga nonyika, kuti mudohwanza zvinhu izvi kuno vadochenjera novanonzvitsitsa, muchizvizururira kuvana.